Shinga muroora wakauya wega kuzogara pano haada nic Haah yanetsa kuno sweet ndiwe wakauya wega kuzorowa nyoro Ramba wakandaro bafana wakutonyanya iwe Zvazvinhu izvi, kuseri kwekuseri, stonyiii Ndokufarira mhani unogona zvako but hauna kurova ka dance kako wani Murume wangu ndimangwende kkkk Mwari wekudenga itirai vana venyu nyasha Kudzidzisa mukadzi wangu kuti zikunzi kudii Nemfana uyu coz haasati akugona shona kuitira mangawana I will also dedicate this song to my Hubby, chiuyai mukanya huh chiuyai kumba Jah Signal wakapenga sha Inga vaera shumba takawanda Kudya maveggie pasina kanyama ndiko kushupika but Wakauya wega kuzogara pano saka baya dzisimbe muroora Neniwo ndafunga kuti istonyeni yacho Kana neni hana yangu yatomborohwa nehana kut ko ndeipi ko iyi Ndandashaya kuti chii chiri kubudikira pakagara jah izvo idanda Mashoko anorwadza kudarika kurohwa Inondipimba muma bonzo Shiinga murooora hazvireve kudya mavegetables Sandi kushupika kutsiurana sandi kunetsana kuvaka musha Kuita satocky ndazoona kuti uyu akagerwa