tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera baba vanguwe tarirai mhuri yapera inga makati vakafa vanorarama makati vakafa vachazomuka tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera inga makati vakafa vanozomuka makati vakafa vachararama tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera mwariwe vakomana tarirai mhuri yapera vakoma vakoma tarirai mhuri yapera inga makati vakafa vanorarama makati vakafa vachazodzoka tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera inga makati vanofa vanozomuka makati vakafa vachazodzoka tarirai mhuri yapera wani tarirai mhuri yapera tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai mhuri yapera ho hoo vakomana ka inga mhuri yapera pasi pano haiwaiwa mwari wangu babawe vakomana vana vapera vana vapera ava tarirai mhuri yapera vakagosikigweiko vana ava makavasikireiko vana imwi tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera makavasikireiko vana vacho maivasikireiko vana ava tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera mhamha tarirai mhuri yapera pasi pano vakomana tarirai mhuri yapera inga makati vakafa vanorarama makati vanofa vachazomuka tarirai mhuri yapera wani tarirai mhuri yapera makavasikireiko vana ava maivasikireiko vana vacho tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera inga kutenda tinotenda wani tatenda tatenda wani tarirai mhuri yapera tarirai mhuri yapera tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai tarirai