He eeh, he eeh Kumura ngowani Pfugama nebvi rimwe chete Wotorova gusvu mukwasha Denga riye rikatinhira Tirikuda mbeu neanorima Wotoona yekutamba mukwasha Aaah wondimutsa nemutupo Gara wangoziva kuti ndozviripo Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha Uchatenga mombe uchabaya uchavhiya Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya Ende baba vati vanoda madhorofiya Wotomhanya musango mukwasha Pane andibira pombi yemvura Kana zondo rangu randanga ndabvura Vanhu vese vati bvunzai mukwasha Pakati pevanhu vese varipo Ndiani watigarira kumhepo Zvakungonzi bvunzai mukwasha Ndirikunzwa kuda kurova munhu Ndirikunzwa kuda kubata munhu Rega ndimbokurova mukwasha Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Mukwasha jongwe iro Muchamhanya naro kusvikira maribata Madzimbuya voda saga remagaka Changamire vati vanoda hari mukwasha Zino rakaora muchando rinobanda Handina mari yekudzurisa kani kani mukwasha Vakatemwa nyora kare neimwe n’anga Vatezvara vangu nharo vanodzikaka Tungamira mombe tirime mukwasha Asambeni famba nendima (asambeni famba nendima) Asambeni famba nendima Tsemura danda uratidze ukwasha Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Tibatire foro tirime mukwasha Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Kutakura danda ndokuti mukwasha Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Asambeni famba nendima Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Zvandapfuura nekudhamu Inga ndakubatirai gwaya Ndikamora mukoko wangu Huchi husina mazana Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Cherry yacho cherry oh yamakandipa imhenya yemwana Nyangwe zvikarema ndoita nharo dzaMalema Pamoyo pamoyo Ndipo paugere munzira yerudo Tichafamba nemo nemo Zorozo remoyo wangu ndiwe unogaramo Madzoro yerudo anotumwa munhu nyeere Akatema muonde akadenha (akatema muonde akadenha) Zvakanaka chihombe zvakanaka (zvakanaka chihombe zvakana) Zvakanaka chihombe zvakana