Dai nguva Yaidzoka shure Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath Washinga here wapeka mamonaki (Ndizvo here) Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati Taiti rure rure tose kumahumbwe Taienda tose kuno chera makurwe Taiti rure rure tose kumahumbwe Taienda tose kuno chera makurwe Mai Maria musande zvakatangira muzunde Rashe Tikasangana kutsime eh eh Ndaiti simuka titambe Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe Chimwe tichadira doro renhimbe Track "Jah Prayzah" on Bandsintown Rodney clean shizo Millitary Touch Dai nguva Yaidzoka shure Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath Washinga here wapeka mamonaki (Ndizvo here) Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati Taiti rure rure tose kumahumbwe Taienda tose kuno chera makurwe Taiti rure rure tose kumahumbwe Taienda tose kuno chera makurwe Mai Maria musande zvakatangira muzunde Rashe Tikasangana kutsime eh eh Ndaiti simuka titambe Haiwa putsa chirongo tiumbe chimwe Chimwe tichadira doro renhimbe Lyrics continue below FEATURED VIDEOLast.fm's Top Pop Tracks Musharo wenzimbe ndiye mwene wenzimbe Usarambe wakati nde usandiringe Mwedzi wati jee nhonga nyama ka tidye Wozotanga waverenga tsamba yandanyora Tsamba yandanyora Ndiyo tsamba yandanyora Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe Taienda tose eh eh kuno chera makurwe Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe Taienda tose eh eh kuno chera makurwe Mudiwa ndakusuwa Ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadza Kudai ndakuona ronda riya ringa dai rapora Moyo wangu wazoorora Chokwadi moyo wangu unorwadza Dai nguva Yaidzoka shure Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe Chibhanan'ana chato simudza chibenen'ene Chikatapira chikofa mba n'a changamire Darlie wangu ndirangarire padokodoko Makarekare ataitamba chamupidigori Taishuvira kuenda mberi Zvakakona kana godobori Zvose zvakaitaita mupidigari Asi ndiani azoziva zvataizove Ndiani azoziva uchazondisiya Ndianiko aifungira zvichadaro zvikaguma Zvakadaro ndino shuva uwane rugare Rure rure taifamba tose kumahumbwe Taienda tose eh eh kuno chera makurwe Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe Taienda tose eh eh kuno chera makurwe Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe Taienda tose eh eh kuno chera makurwe Ndaiti rure rure taifamba tose kumahumbwe Taienda tose eh eh kuno chera makurwe Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath Washinga here wapeka mamonaki Ndakanzwa kuti wakaenda naGoliath Hoo ndizvo here zviri mumoyo zviri mukati