Mwanangu Milli Mwanangu Mwanangu Mwanangu chiramwiwa Enda, nechipo chawapiwa así usakanganwa nzira yekumba Mwanangu Mwanangu chiramwiwa Enda, nechipo chawapiwa así usakanganwa nzira yekumba Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Mwanangu Chero tikapara pasi senjiva Chero ndakuona rimwe rezuva Chiramwiwa Mwanangu Kuti uzowana chako cheziya Uchatanga watokumbira mweya Chiramwiwa Aika zve mwanangu Chiramwiwa Chiramwiwa Aika zve mwanangu Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Ndakabara ndikarera ndega Ndakabara ndikarera ndega Ndatetereka, Nedzimwe nyika Ndikati nzwai mai sarai Ndikati nzwai mai sarai Ndamberereka, ndedzimwe nyika Ndikati nzwai mai sarai Ndikati nzwai mai sarai Ndatetereka nedzimwe nyika Nzwai mai sarai Ndikati nzwai Ndakabara ndikarera ndega Ndakabara ndikarera ndega Ndakabara ndikarera ndega Ndakabara ndikarera ndega Maiti kumba kune nhamo Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana (mwana) Dzoka mwana (Inga ndimi maiti ramba uchizama) Chimwe chana (chana) Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana (Uchapepuka tazopesana) Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana (Uchapepuka tapesana) Chimwe chana (Mwana) Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana así ndiwe, here ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe así ndiwe, ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe así ndiwe, ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe así ndiwe, here ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe Uchapepuka tazopesana Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayana (ahhh) Dzoka mwana (Maiti kumba kune nhamo) Chimwe chana (mwaana) Chimwe chana changu (changu) chakarova chana Chimwe chana (chana, chana) Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana, (mwana) (Inga ndimi maiti ramba uchizama) Chimwe chana (Changu) chimwe chana changu chakarova chana (chana, chana) Chimwe chana Chimwe chana changu (changu) chakarova chana Chimwe chana (chana, chana) Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana, (mwana) (Inga ndimi maiti ramba uchizama) Chimwe chana (Changu) chimwe chana changu chakarova chana (chana, chana) Chimwe chana